The Herald

‘Shun factionalism, refuse to be used’

President Mugabe

PAMBERI neZanu-PF, pamberi nekubatana, pambili lokubambana, lokubambana, pamberi nemadzimai, nekuchengeta vana, kuvadzidzisa. Pamberi nekutibikira sadza, nekubatana kwemadzimai, kudzidzisa vanasikana, kuvachengeta. Pamberi nekubatana, nekubatana. Pasi neMDC.

Ndinoda kutenda zvikuru nekukoka kwamakandiita. Kuti zuva ranhasi ndinge ndinemi. Ndakokawo umdhala wami kuti anditurikire.

Listen to the full speech by clicking on the link below

Ndati ndinemi zuva ranhasi. Nekuti makandikoka, ndikati handingaregi, kwete. Naizvozvo ndinoda kukutendai ndichiti mose muri pano madzimai, nevamakakokawo. Vanokokwa neconstitution yedu varume varipano. Ndinotenda nekuti makandikoka.

Mai Joice Mujuru vabva mukutaura vachibva vandikokawo kuti nditaure. Cde Simon Khaya Moyo, Chairman wedu, Secretary weAdministration Cde Didymus Mutasa, Secretary veWomen’s League Cde Oppah Muchinguri. Ivowo vane vanovatevedzera, tina Cde Sandi vari pano. Kozoti vavakakokawo, Minister vedu vemuno muHarare Mai Miriam Chikukwa.

Kune vamakakokawo vari pano, members of the Politburo, members of the Central Committee, representatives of the Youth League, maWar Veterans, collaborators, detainees,  restrictees, vangangove vakamirira zvikwata izvozvi izvi, students and party activists, marepresentatives vatanzwa vamwe, sister parties vakabva kunyika dzatakavakidzana nadzo, nevamwevo ma invited guests vari pano.

Hama dzose dzatinoshanda nadzo.  Ladies and gentlemen, comrades and friends.

I want to begin by acknowledging you all members of our Women’s League for coming to this conference. I hope preparations for this Conference do show better preparation than was the case with the preceding one, that for our Youth League.

I want, once again, to apologise for our blunders, there were many blunders, when preparing for the Youth League Conference and very many blunders, some of them even criminal blunders. Interfering with votes, the rights of members of the Youth League to run their affairs, to make their own choice of who they preferred when the elections of candidates for certain positions was necessary and it was only two positions.

Ndinoda ipapo ndipadzokorore neShona ndichiti, ndinoti mutiregerere isu vakuru vemusangano nekukanganisa kwatakaita. Hatina kunyatso- bata zvakanaka. Marongero atakaita musangano wevadiki, weYouth League. Kwakaitika zvakati kuti zvakakanganiswa. Asi zvakazonyanya kukanganiswa, kupindira kwatakaita nenzira inonyadzisa. Inonyadzisa vakuru vemuPolitburo tichida kuti vataive navo isu mumwoyo vasarudzwe, kwaingova nenzvimbo mbiri. Dai takaregerera vana vakasarudza, dzimwe nguva kwaingobuda iyeye akazongobuda wavakasarudza tisina zvatakaita ipapo.

Takashaya mari yezvekudya. Tikashaya mari yekuti tibhadhare marori, mabhazi anotakura vanhu. Asika towana mari yekupota tichitenga vanhu. Ndinoda kukumbirisa. Ndanzwa kare kuti ah pane apa neapa, pane zvinenge zvisina kufamba zvakanaka.

Ndinokumbirisa, madzimai, madzimai, madzimai. Chimiro chenyu, tinoda kuchisesekedza kuti chive chimiro chatinopa rukudzo. Hatidi kupindira semapindiro atakaita kuvana vadiki, kunyaya dzenyu. Kana makapindirwa kare pachenyu, zvamakanzi muite zvamusingadi, regerai.

We want you to come to decisions, decisions along the lines of what you would want to do in accordance, for example, with Zim-Asset, entirely as you interpret Zim-Asset and you would want to perform, programmes in fulfilment of the objectives of Zim-Asset.

When there is unity of purpose and we are all as one, the youths, women and the men. The Youth League, the Women’s League and the Main Body. We are all agreed and we perform the programme towards the attainment, the fulfilment and the objectives of that programme. The result is upon upon. Look at July 31st, we were all as one. There was peace, peace, peace, we voted all as one, as one and the result was a resounding victory. A resounding victory and a devastating blow to the MDC.

I want to congratulate you on the unity that you showed that day, the 31st of July 2013 and the obedience you proved, to the plea of peace and non-violence as we went to vote. Again, again and again I shall say well done, well done Zanu-PF, well done Zimbabwe, our nation. We put to shame the British and the Americans who thought we were an unstable people, disorganised people. We put them to shame despite their sanctions and here we stand today as Zanu-PF in Government. Sanctions or no  sanctions, we are moving ahead.

And we knew, I knew that when you went to vote, you women were not just thinking of yourselves, your were thinking of your children as well. You wanted to create a situation in which your children, sure yourselves and your husbands as well, but much more your children would grow up in an environment of peace and stability in which, like you, they would be masters of their resources, masters of their destiny just as you are owners of those resources and masters of your own destiny. And this is what we would want to see you fight for, even under Zim-Asset, that we move ahead together,  peacefully. We move ahead with our projects together without disunity.

But even the men when they say they are greater than women, that’s what we say, but when they sit down and actually think of themselves then they are  humbled and they are humbled in the realisation that they are sons, sons of women. They came from the womb, your womb.

Hapana asina kubva mumimba yaamai. Robert Mugabe kumusha, Robert Mugabe mwana waani? WavaBona. Zvongonzi mwana wava Bona, kobaba havambotaurwawo here? Kana isu tichiri pamwe chete amai vanoti, amai vakazoti, ambuya vakazoti, takarerwa naambuya. Mwana wava Bona, ambuya vainzi vaMutyora, ndivo vakarera ivava President wenyu.

Baba yes vakarovera kuBulawayo kwainakidza. Ndichigara naambuya, dzimwe nguva ndini ndaitoenda kutsime kunovacherera mvura, Sabina aiva mwana mudiki, Donato naBridget vaiva naamai kumusha kwababa isu taive kumusha kwaSekuru naMbuya.

So mwana wava Bona anonzi Robert Mugabe asi achingonzi mwana wava Bona chete. So chionai kukudzwa kunoitwa mudzimai. The role of a woman in society is critical. The role of you women in the party is critical. We cannot do without you in Zanu-PF. And that is what it should be and that is why you are a hidden treasure to us inasmuch you are a treasure to your husbands, to the men in society in general.

Our struggle was fought by both men and women. We had them. Ndivo vataiva navo ava vanaMai Mujuru, vanaMai Muchinguri, we had them during the liberation struggle. They suffered alongside men.

But does it surprise us? It doesn’t, it was Nehanda Nyakasikana akati mapfupa angu achamuka. Even as she was arrested and was captive to the Rhodesians, she refused completely to be subjected to what she regarded as the religion of brutal suppressors and oppressors. The other is Kaguvi. Sekuru Kaguvi, etcetera, accepted Christianity but she said ‘no, not me. Let me die as I am’.

That bravery even as one was facing death is rare, very rare. And today we still remember in that Zapu camp, I think that’s Mkushi somewhere, that camp of women, young girls. When the enemy attacked it and asked the young female leader to shoot her kith and kin, akapihwa pfuti akanzi pfura, she said no. Pfura vamwe vose, and she said no! And they shot her dead.

Now compare that with what happened at Nyadzonya. Nyathi had been with others earlier on, had been arrested by the enemy, turned by them.

He is the one who led them back to Mozambique and he took part in the shooting that resulted in some 700 youngsters, they were not trained, they were shot dead in Nyadzonya, Nyathi ndiye akapfura.

I have just given you the contrast. VanaMai when it comes to their children because the nine months of carrying the baby has given them that endurance, endurance not just physical but also psychological. They stand, they can withstand any kind of force when it comes to protecting their children.

That is why some of us, when independence came, we decided that we must respect our women in terms of their status and we regard them as equal to men. We changed the system we found that discriminated against women and we amended the practices and with regard to (not clear) against women.

Kushinga kwemudzimai kwavaiita muhondo, tadzoka tava muhurumende takazochinja zvanga zviripo zvekuti mudzimai anopiwa mari yakaderera. Mudzimai anopiwa chigaro chakaderera. Chimiro chake chinonzi chakaderera pane chemurume. Zvose izvi ndosaka takazvigadzirisa. Ndosaka nhasi uno hatichaswero tambudzika kuti vana baba tumirai vanasikana kuchikoro, aiwa. Vana baba vava kungoti mwanakomana nemwanasikana vose vanoenda kuzvikoro, they are both equal.

And I am glad that our system has now produced so many educated women. We still have to do much more, of course. And we are glad to say so many women are in senior positions not just in the public service but also in the private sector. That is  why we want to see our women being given the necessary freedom to play their part in the community whether in the public sector or private sector  and we are sure that once the women are given something to do they are, in the majority of cases, likely to perform better than men.

When we started, when we began our independence that year, we emphasised the system of co-operatives. And we had co-operatives of the young men, the youths many of whom had just come from the war, co-operatives of women. Some of men and women. Now of these three categories the ones that lasted the best, that lived longest were the ones where women were in control.

Apa patiri kutaura kuti patakavamba independence, taida zvema co-operatives zvakanyanya. Tikaita maco-operatives aiva patatu.

Evadiki vedu vakanga vabva kuhondo pavo voga. Emadzimai nevarume  pawo oga, mamwe aive emadzimai oga. Pane zvikwata zvemaco-operatives zvitatu izvi akabudirira ndeamadzimai vari voga.

Takazoenderera mberi, kuti sei tichida kuongorora. Vakomana vaive vorwisana vachiti uyu haauyi mazuva ose kubasa, Ava havasevenzi zvakanaka, vava kurwisana pachavo voga. Ndozvakaita kuti maco-operatives evakomana arege kubudirira nekuti vakanga vava kurwisana pachavo. Dzimwe nguva kutorerana mari. Akasangana vakadzi nevarume, varume vakanga voda kutonga vakadzi.

Ndzizvo zvakataura madzimai, zvekare varume vanenge vorwisanisa madzimai dzimwe nguva vava kunyenga uyu neuyu. Ndizvo zvimwe zvizvivi zvaitaurwa nemadzimai izvozvo. Vakati hatichada varume nekuti vari kutirwisanisa, ndiwo akabudirira iwayo.

Now you are meeting in preparation for the National People’s Congress at the end of the year, in December. And at that Congress all the leaders of the party at the Central Committee level, Politburo level must resign, all of us must resign, so new ones can be chosen. And I am sure you are aware of that. There are naturally people who want to be elected to certain positions.

They want to be this or that in the party and ambitions at their highest. There would be picking individuals to campaign so they can be elected into the Politburo, into the Central Committee with the hope of going into the Politburo. Some are already campaigning vigorously and even using lots of money. And so they would want to see the Youth League, the Women’s League producing persons whom they think support them and who will, at Congress, combine in electing them.

Ndoda kuzviisa muShonawo izvozvo, kuti iyezvino tichivamba neYouth League yatakapedza mazuva maviri apfuura neWomen’s League nekumaprovinces kwese, kune varikushereketa iyezvino vachida hurongwa hwekuti ah vanozobuda ikoko, vanobuda muno vasarudzwa kuti ndivo vakuru ndivo vachazenge vachizoenda kuCongress  kunomirira vazhinji vose. Kuti ivavo vanosarudzwa vave vanhu vanotisapota isu kuti mangwana acho tizovoterwa. Ndidzo nyaya dziripo. Ndizvo zvatiri kuona zviri kuitika. Saka  imi mongo chenjerawo kana muchida kuitwa zvimbwasungata, zverudzi irworwo, zvinoiswa makashu muhuro, kuti tasvika kuCongress tozoziva zvekuita  aah zvinenge zvava zvenyu izvo zvekuti mabvuma kutengwa, mabvuma kushandiswa.

Isu tinenge tichiti vanhu ngavaregerwe, vano zvisarudzira vavanoda. Iye zvino tinenyaya dzekugadziridza maprogrammes edu eZim-Asset. Tiri kutsvaga mari yekuti tisimbaradze maprogrammes iwayo. Zvino tinenge tichida kuti pfungwa dzedu tive pamwe chete.

Ma elections achauya.

Mukuita basa renyika nebasa re party, wakatarisana nebasa iroro kuti ribudirire, ndipo paunoonekwa nevanhu kuti unogona. Kwete kuti uchisevenza, unenge uchiti yah rega ndigadzirire, ndopa mari ava ndovangu, ava ndivo vekwanhingi. Ndozviripoka izvozvo. Iko zvino vamwe vari kuto zvirova zvipfuva zvichinzi ah tava navo vakati, vakati, vakati, ehe tirikuenderera mberi vachitiona,  vachakuonai vanaani?

Our fight is a fight against imperialism and colonialism and those imposing sanctions against us. We cannot wage a fight against each other. That destroys our unity. We are also facing the endemic enemies of hunger and disease and poverty. And in some cases, even ignorance also that we must wage a war against, through education. And these are the areas which must be addressed by Zim-Asset.

Those are the enemies we must fight because they affect us all, they affect our people. We need to uplift the standards of our people. The standards that when spelled out mean their economic status which is getting them to be wealthier than they are, getting them to be healthier than they are, getting them to be more enlightened, more highly educated than they are and getting them to be freer in the environment, to be capacitated generally than they are. That is the fight we must fight. Not the fight to be this or that in the party or to be this or that in government. The people when we carry out, we are carrying out the fight against these enemies, the people will certainly reward us at the end of it.

And at the end of the day leadership, good leadership, is disciplined leadership. The more you respect the freedom of others and be free from no interfering with them. Are you yourselves sufficiently disciplined, in terms of the way you conduct yourself or you are weak, sexually weak. Uyu mukadzi unongotora, wotora uyu, wotora uyu, wotora uyu. Chimiro chako ndicho chatiri kutaura. Chimiro chako se mutungamiri chakaitasei? Unozvibata here? Kana uchidhakwa serombe. Hauvimbikani. Une hutsotsi pakati pako, zviito zvako. Hausi pachokwadi. Une huori, unosarudza. Ava ndivo vangu, ava havasi vangu. Haungave mutungamiri wakadaro. Kana ini handingambokupawo vhoti yangu.

Saka ndinofara kuti mose mauya kumusangano uno kubva kuma provinces ose. Mauya makakwana. Saka handi mose veprovince mauya kuno ndimi makasarudzwa kumirira vamwe vari ku province. Saka tinoda kuti mabva muno munoenda wo mozonovaudzawo kuti zvatakataurirana ndezvizvi nezvizvi. Muchaita ma resolutions enyu, zvisungo zvenyu maererano nema programmess edu eparty nemamwe anocherechedza zvikwata nezvikwata zvenyika yedu. Kusimudzirwa magariro edu. Saka kuchava nema resolutions amuchaburitsa kubva muno. Nezvichemo zvamunazvo zvamungada kuti muone zvichiitwa ne party, zvichiitwa nehurumende.

Kukusumudzirai mumagariro enyu, tinozvida izvozvo. Asi ndinoda kuti tive vanhu vakabatanawo. We must be united. tive nerunyararo pakati pedu. Tive nerukudzo rwekukudzana. Iwe pauri ipapo uri nhengo yeparty. Unopiwa chimiro chaunacho nemusangano. Chimiro chatinacho isu sevatungamiri, chinobva musarudzo. Sarudzo yamakatiita imi ndimi makatisarudza. Saka tinosungirwa kuramba tiinazvo mundangariro medu kuti ukuru hwatinahwo hausi hwekuzvarwa nahwo. Hwekuzvarwa nahwo ndehwe ushe hwekuti kwa Zvimba hweGushungo, ndiwo wekuzvarwa nahwo. Kuti ndive President we Zanu pamusana pemhuri, membership ye Zanu yakandisarudza,.  Ndiri munhu akasarudzwa nevanhu anosungirwa kuongorora zvichemo zvavo, kuterera. Kunangana nezvichemo zvavo izvozvo. Ndizvo leadership yedu zvainosungirwa kuita. We are leaders of the people for the people. So are you imi mese mauya kuno. And that is why we must have that unity. Organic unity from branch, from cell, to province, Central Committee the whole party together.

So you must be united you the women, the Women’s League, the Youth League, the Main Body together. And when it comes to national elections we vote as one. So we must recognise the essence of unity to recognise the need for the party to survive, it can only survive on the basis of unity. That’s why you must refuse to be divided. Murambe kusiyaniswa. Murambe kuti mukwezwe neanoti uyai kudivi redu.

Rako iwe ani? Munongoti divi randinoziva idivi rimwe chete reZanu-PF. There is only one, one, one, one one leadership. It is the leadership that obeys the core that Zanu-PF, Zanu-PF, Zanu-PF is my only political father and mother. It is that entity Zanu-PF I shall obey and I obey it because it is the one that has given me, that has given the whole of our people the freedom, the independence the ownership we have. Ownership of the land, ownership of natural resources…

So I want to say to you all, well done for having come. Well done for having obeyed the call to represent your provinces. Well done for the unity you have shown. And congratulations on your having succeeded in starting this meeting without many hassles, as many as we encountered when we started the Youth Conference. And I wish you successful deliberations. I wish you also to produce resolutions of the nature that address the needs of the minds that you feel as members of Zanu-PF. Resolutions that express your wishes.

We don’t have much time, it’s just today and tomorrow therefore we have to proceed with that sense of trying to expedite your business without protracted debate and protracted discussions. You succeeded yesterday I can’t see you not succeeding today. So the women don’t know any failure they will succeed. Success, success, success.  The women when left alone, they always unite. They must show unity.

Unity of purpose at this conference. The women are the backbone they have always been the backbone of the party. Let them show that backbone at the end of the deliberations at the end of tomorrow.

And with that I want to say once again best wishes for the successful and we looking forward to receiving your resolutions kusasa. And I thank you for the support that you gave me. Without that support I am a nobody. It is only when I have your support that I say Zimbabwe will never be a colony again.

Pambili ngekubambana, pambili ngekubambana. Zimbabwe will never be a colony again. Zimbabwe will never be a colony again. Zimbabwe will never be a colony again.